We’ve updated our Terms of Use to reflect our new entity name and address. You can review the changes here.
We’ve updated our Terms of Use. You can review the changes here.

Kutengesa Jesu

from Born Again by Shingirayi

/

lyrics

V1
1. Munomhanya kumachechi anoparidza “prosperity”
2. Kunganwa ngamera ichapinda buri renariti
3. Mupfumi, asati ambopinda iro denga!
4. Zvirimuna Mako 10:25 verenga!
5. Zviratidzo zvaShe zvinobva mukuda kwake
6. Kwete muporofita, munhu ndewenyama sewe!
7. Ngwarirayi mumhi dzapfeka dehwe rehwai-
8. VanaKristu vemanyepo hezvo vachati “Huyayi!”
9. Svondo murimuMisa, Monday murikun’anga
10. Vamwe vari Jubheki vachitenga zvikwambo-
11. Chasara kungobuda front page H Metro!
12. Tenzi ndeveshanje havafari nazvo
13. Kupira minamato kuna mwari asirivo
14. Zvirevo-zvaShe-masiya-muchifadza muviri
15. Madhiri-good living - Jesu akadzika nhasi
16. Anototiramba anoti “Handikuzivi!” (cmon)

Chorus
Harinyare, kutengesa Jesu mwana waMwari (vakutengesa Jesu)
Kuda mari, handinamate munhu ndinotya Mwari (vakutengesa Jesu)
Harinyare, kutengesa Jesu mwana waMwari (vakutengesa Jesu)
Kuda mari, handinamate munhu ndinotya Mwari (vakutengesa Jesu)

V2
1. Pinda muchechi yacho, i fashion show chaiyo
2. Pastor akarova gogorosi nekabhibo
3. Swagga yemaNaija ane wachi yaJacob
4. Kwete Jacob wemuBhaibheri, Jacob wekuStetsi!
5. Ma Benz nemaBhima pa VIP
6. Vamufundisi vakableswa, nechegumi!
7. Kuti ukomborerwe naMwari buritsa mari
8. Ndiroshoko rakuparidzwa zvino re money money
9. Ishe akareva varombo denga nderavo,
10. Asi pasi pano takupaita Paradhiso-
11. Aneziso achaona, anenzeve inzwa
12. Jesu akafira mweya wako kwete nyama
13. Zvinonaka uchapuwa asi tarisa chinangwa
14. Chiri mumwoyo wako, chinyi chaunonamata?
15. Mwari kana chinhu? Mwari kana munhu?
16. Pakufa uchazvisiya, wotongwa naShe-Mukuru! (inzwa)


V3
1. Flashy cars, diamond rings, all kinds of finer things
2. The new bling, new riches, new African kings
3. Am I talking about a rapper – nah, I’m talking about your pastor
4. The new money maker, new breed of hustler
5. When God is your business, money multiplies faster!
6. Out with the old church, Catholic and Protestant
7. The new kid on the block is charismatic and magnificent
8. Fashion is the latest, suits are the whitest,
9. Ladies hair is the straightest, the anointing is the greatest!
10. Fresh and appealing, they got the masses kneeling
11. Tryna catch the Holy Spirit, see my people need some healing
12. I’m feeling their pain, man I feel their desperation
13. Blinded, now they tell you, you can buy your salvation
14. Beware the false prophets they will come with deception
15. Jesus wouldn’t know them if He came down today
16. Before you kneel and pray, they say “First you gotta pay!” c’mon)
Bridge
Help us Father when we lose our way,
By their fruits we’ll know them not by what they say,
Help us Father when we lose our way,
By their fruits we’ll know them not by what they say,
Help us Father when we lose our way,
By their fruits we’ll know them not by what they say

Chorus x2

credits

from Born Again, released December 15, 2015

license

all rights reserved

tags

about

Shingirayi Harare, Zimbabwe

Shingirayi (formerly known as Mau Mau) is a Zimbabwean artist who is a believer of Jesus Christ, a hip-hop musician, writer, producer and DJ.

In October 2013, having dropped the name “Mau Mau”, and now performing under his birth name, Shingirayi realeased the single “Ndamutswa” featuring Alvina, which was well-received both on radio and the market, achieving massive airplay across the board
... more

contact / help

Contact Shingirayi

Streaming and
Download help

Report this track or account

Shingirayi recommends:

If you like Shingirayi, you may also like: