Manyepo

from by Shingirayi

/
  • Streaming + Download

    Includes high-quality download in MP3, FLAC and more. Paying supporters also get unlimited streaming via the free Bandcamp app.

      name your price

     

lyrics

Intro
Chimama chemanyepo Hollywood inobhaiza nemanyepo
Kutivhara nemanyepo, paradio ne TV manyepo
Chibaba chemanyepo dhiabhoro akazvara manyepo
They just lie, lie, lie;
Lie, lie, lie, lie, lie, lie, lie, lie!

V1
1. Munosiya Lil Wayne achitaura zvakaora
2. Kubhiga ma sounds ake zvanzi akakora!
3. Asi bheka sassi yacho ma horror
4. Watch you feedin’ kids brains – kuroya
5. Wiz Kalifa achirumbidza reefer
6. Pure tsvina saQueeni Latifah
7. PaGrammy Awards kutsvinya Mwari so
8. Anything for your song to rise on Billboard!
9. Munonakidzwa nema gangsta eJamaica
10. Vybz Cartel aizviketa nhasi apfeka
11. Simbi akuzhamba semusungwa!
12. The long arm of the law yamuzunza!
13. Kutedza mapofu kugomba rerufu
14. Chris Brown na Rihanna vakabatana rafu,
15. Satani okutamba kunge nhabvu,
16. Nemanyepo, unofira mafufu, gonzo! (Inzwa)
Chorus

See we livin’ in the last days (Kutivhara nemanyepo)
Don’t believe everything that they say (manyepo)
They sold their souls for celebrity (Hollywood inobhaiza manyepo)
Welcome to your fake reality





V2.
1. Please usandibate, I’m just getting started
2. Nicki Minaj ndichakubatira bande!
3. Kuyanika nyama kunge uri butcher:
4. Kutifurira vanasikana vedu, shuwa!
5. Vakukiya tumini kunge twako
6. High heels, maburuka mumango
7. Smirnoff, kudzedzereka mu disco
8. SaBeyonce, womonya zviuno!
9. Mapikicha avanoshambadza asvibisa
10. Pfungwa dzemadhoni, tsika vakupikisa
11. Vakunakisa zvinu zvinodzikisa
12. Trace, MTV mandikachidza
13. Rick Ross hona achivhaira,
14. Nezi boat nemabhebhi nezizhan’a rekuhaya
15. Maybach Hollywood propaganda;
16. Baba wemanyepo wazobelievisa! (Inzwa)
Chorus
V3.
1. Vana venyu munolovha kuva spoila
2. Smartphone, tablet, necomputer
3. Ten years, ane room yake ega
4. Ne TV, muchamutsiura seyi mother?
5. Bhaibheri rinoti “Kuzvikudza,
6. Kunouuya first, then next kuparadzwa”
7. Wongorora chese chaunowona
8. Ferefeta chese-chese chaunonzwa!
9. Chirimumoyo moyo chichabuda nemuromo
10. Manomano emuroyi akabvira pamavambo,
11. Nhasi uno same game, harimbochinji same stylo
12. Ndaramba ini bodo
13. I ain’t buying what you sellin,
14. My God is the Truth I’m revealin’, amen!
15. I ain’t buying what you sellin,
16. My God is the Truth I’m revealin’, amen!
Bridge
Chimama chemanyepo Hollywood inobhaiza nemanyepo
Kutivhara nemanyepo, paradio ne TV manyepo
Chibaba chemanyepo dhiabhoro akazvara manyepo
They just lie, lie, lie;
Lie, lie, lie, lie, lie, lie, lie, lie!
Chorus

credits

from Born Again, released December 15, 2015

tags

license

all rights reserved

about

Shingirayi Harare, Zimbabwe

Shingirayi (formerly known as Mau Mau) is a Zimbabwean artist who is a follower of Jesus Christ, a hip-hop musician, filmmaker and entrepreneur.

contact / help

Contact Shingirayi

Streaming and
Download help