Mubhoyi

from by Shingirayi

/
  • Streaming + Download

    Includes high-quality download in MP3, FLAC and more. Paying supporters also get unlimited streaming via the free Bandcamp app.

      name your price

     

lyrics

V1.
1. Unonzviti mu”bhoyi”, seyi uri mu”bhoyi”?
2. Izwi rekuti “bhoyi” rakabva kupi mu”bhoyi”?
3. Wati wambo gaya - seyi uchinzi ”bhoyi”?
4. Rega nditsetsenure nditsanangure mu”bhoyi”-
5. Zita rekuti ”bhoyi” - rakapiwha mhunu
6. Patakapambwa tichidzvinyirira nemabhunu
7. Wakatora mombe – neminda mumatunhu
8. Madzitateguru kusara vasina chinhu!
9. Dzese tsika dzedu - vakati dzakazviba
10. Kunyatsodzvinyirira munhu wobva wamupedza:
11. Tora pfungwa dzake - anozvisunga ega
12. Ndopatakahedwa, vakatanga kushevedza -
13. Rume-guru kuti ”boy” - kurikutishora
14. Kutidupukisa, kutsvinya, kutsinhira
15. Huranda hwewatema - kwavari iye nhasi
16. Tisu tozvituka tichitozviti ma”bhoyi”! Ag Shame!

Chorus
Ende handivide zvekuti munogaramuchindiita kunge bhoyi renyu
Kubva kudhara muchinditsvinyira, muchindiita kunge mubhoyi wenyu
Ende hazvisiright zvekuti munogara muchindiita kunge mubhoyi wenyu
Nditori munhu, munhu ane hunhu, ende handisi bhoyi renyu!

V2.
1. Vanasekuru vakapuhwa - Bantu education
2. Native administration zvikoro zvema “mission”,
3. Freedom yakauya - one thing was missing
4. Mental emancipation yakashorta, listen: -
5. Munozvituka everyday - muchiviti ma“bhoyi”
6. Mushonga wemusango handiti ndewechi “bhoyi”!
7. Kune huku dzechi”bhoyi” - mombe dzechi “bhoyi”
8. Imbwa dzechi”bhoyi” nechikafu chechi “bhoyi”!
9. White wedding ndochirungu - kuroora ndochi”bhoyi”
10. Kubata-nguva-chirungu, kunonoka ndohu”bhoyi”-
11. Business rikabroka - ndozvoita ma”bhoyi”!
12. Varungu vanobhigwa wachishorana ma”bhoyi”!-
13. Izwi chinhu chinesimba - usanditi mu”bhoyi”
14. Kugarozviti “bhoyi” ucharamba uri ”bhoyi”!
15. Usafe wakashama - romo - kunditi mu”bhoyi” -
16. Ndakasikwa ndiri “munhu” handisi mu”bhoyi”! Ag Shame!

Chorus (repeat 2x); Outro – adlib

credits

from Born Again, released December 15, 2015

tags

license

all rights reserved

about

Shingirayi Harare, Zimbabwe

Shingirayi (formerly known as Mau Mau) is a Zimbabwean artist who is a follower of Jesus Christ, a hip-hop musician, filmmaker and entrepreneur.

contact / help

Contact Shingirayi

Streaming and
Download help