Mugove Wangu

from by Shingirayi

/
  • Streaming + Download

    Includes high-quality download in MP3, FLAC and more. Paying supporters also get unlimited streaming via the free Bandcamp app.

      name your price

     

lyrics

V1.
1. Ndane nguva ndiri pano – it’s been a minute
2. Ndakarwisa zvine mazvo – I represented
3. Vamwe vangu vakashaika – they didn’t make it
4. This life is a gift from God, everyday I wake, don’t take it for granted!
5. Ndinotenda Mwari Baba, still I feel frustrated
6. I’ve been doin’ my best, I’ve been givin’ my best
7. But still I feel I ain’t made it (nah)
8. I got dreams that are bigger than this,
9. Zvandakaona zvinopfura all this,
10. I aint’ sayin’ I ain’t thankful it’s just
11. I wanna live not simply exist
12. Ndongo feela sendasara, but I gotta rise
13. Handiite zvemahara, gotta get my prize
14. Zvakataurwa na Pauro, ndomhanya kungebara
15. Mujahwo ndakananga number one (but)…
16. Ndine mubvunzo wangu hwan’…

Chorus
Ndichauwana riniko mugove wangu? Mwari baba
Ndichauwana riniko mugove wangu? Huh?
Ndichauwana riniko mugove wangu? Ishe
Ndichauwana riniko mugove wangu…mugove wangu


V2
1. I’ve been waiting for a woman – so I can wife her
2. Ndakasiya zvema bhebhi, all I need is one lover
3. Ndakamboti ndamuwana, really thought it was forever
4. Couldn’t work out our problems, so we couldn’t stay together
5. Lord knows ndakaedza, the Devil is a liar and I’ma prove it, I’ma do it
6. Find me a good woman, Proverbs 31, settle down, I’ma do it!
7. Inga wani ndinoshanda - ain’t lookin’ for no charity
8. Changu chese ndecheziya – can’t wait for you to bless me
9. You gave me the dreams that I have,
10. Now Lord show me how to make them reality!
11. Will I reach my destiny? Does anybody understand me?
12. When I get so lonely, you tell that you love me,
13. Ndimi makandisika, my God you are my maker
14. Time for me to get my cake now, make the circle bigger
15. SaJoshua – mondipinza Canaan kuyambuka Jorodhani;
16. Ndinemubvunzo wangu hwan’….

Chorus

V3
1. Little kids they be starving, vana vedu vanoshaya
2. Fat cats they be ballin’, vana vedu vainenzara
3. None of this makes any sense, and it don’t make dollars
4. Excuse me magents, pamusoroyi vana mother,
5. Zvanyanya, how long zvakadzvanya?
6. Gotta press restart, upgrade program,
7. Reboot, tiidye tese nyama!
8. I’m prayin’ for a better day, one day zvichanaka
9. My God you’re faithful, muri Mwari ane nyasha
10. I try hard to be patient: ndipeiwo girasia
11. My Lord you’re gracious, ndipeiwo girasia!
12. Nyaradzai moyo wangu, zorodzai pfungwa dzangu,
13. Makatendeka Makati muri vangu
14. Gadzirayi tafura, mukombe wangu wopfachukira
15. Ndiri pamberi pevavengi vangu…
16. Ndinemubvunzo wangu hwan’…

Chorus

Outro
Mugove wangu, ndoda mugove wangu x 4
Mugove wangu, ndipe mugove wangu x 4
Kusvirikina rini, (mugove wangu) ndakamirira (mugove wangu)

credits

from Born Again, released December 15, 2015

tags

license

all rights reserved

about

Shingirayi Harare, Zimbabwe

Shingirayi (formerly known as Mau Mau) is a Zimbabwean artist who is a follower of Jesus Christ, a hip-hop musician, filmmaker and entrepreneur.

contact / help

Contact Shingirayi

Streaming and
Download help