Ndamutswa

from by Shingirayi

/
  • Streaming + Download

    Includes high-quality download in MP3, FLAC and more. Paying supporters also get unlimited streaming via the free Bandcamp app.

      name your price

     

lyrics

V1

1. Mau Mau zvakanzi afa, akafa asi akamutswa
2. Pa game ye life ndanga ndadzva; mai hwe ndanga ndatsva
3. Satani anga andinyudza; meso angu abatwa
4. Semombe ayinditinha - sembongoro kunditasva
5. Akandinyengetedza, chose chandada-ayindipa
6. Zvinhu zvose zvenyika, life ichindisparka
7. Mbatya dzakanakaaa - German vuzh ndakaparkwa
8. Shamwari dzakawanda, kunyanya dziya dzechisikana
9. Nawo ndaifambidzanaaa, vana-vanga-vari-mbama!
10. Mums vangu vakaedza, kunditsiura ndikati “Ah, ah!”
11. Aiwa-bodo, naBaba, mazano enyu akadhakwa
12. Ndini mufesi akangwara, nhaaro ndaidzikaka,
13. Ndaifamba mudengaaa - ndisatsike netsoka
14. Yah akandigona, wangu ini-ndakaripa
15. Aida kundi’ paradza, lucky ndakapunyuka
16. “Mau Mau” akaradzwa - Shingirayi ndini ndamuka! (inzwa)

Chorus
Ini ndanga ndafa! Ini ndanga ndafa!
Ini ndanga ndafa asi washe ini ndamutswa!
Ini ndanga ndafa! Maiwee ndanga ndafa!
Mau Mau aradzwa, Shingirayi azvarwa patsva, Inzwa!
(Repeat)

V2
1. Nhasi uno ndotenda, zvinhu zvanga zvabenda
2. Minzwa-yandakanzvengaaa, zvanga zvisiri zvega!
3. Pane paunozomira, wobvuma kut’ ndapererwa
4. Nyangwe ukazviedza – nyoka – haufi – wakayipenda!
5. Ndakati ndiri m’rapper, kubata biro ne bepa
6. Ndakatofaka pressure, dzimara ndazofichwa
7. NaPrince Tendayi’ ndapindaaa - video yakajeka!
8. Shure kwacho naFortune, Mparutsa, ndakabika
9. “Ndiani Mau-Mau” ndaburaaa - nyika ikauchira! -
10. Handina chandakachinjaaa, chinangwa
11. Changu kuvhura pfungwaaa- dzevana veAfrica!-
12. Asi-Mwari akandivinga, “Seyi uchindipikisa?”
13. Zvakandishungurudzaaa, akanditendeutsa!
14. Mweya mutsvene akapinda, akandizadzikisa,
15. Ndainge-ini ndanuna, asi ndakanunurwa
16. Mau Mau akaradzwa, Shingirayi ndazvarwa patsva! (inzwa)

V3.

1. Some of y’all don’t know me, started out the 90s
2. Zim Legit came before me, respect the Peaces of Ebony
3. Told the world I was an MC, attacked the mic like an enemy
4. Flow sick like diseeease, Hip-hop was my remedy
5. That’s-when we went all out, with Prince T double teamed up
6. “Blackness” the song came out, blowin’ up from North and South
7. Then came “Who’s the Mau Mau?” Shona rap brought a new sound
8. Representing for H-Town, I been up and I been down
9. And I’m still grindinnnn, and my business I been mindinnn’
10. And I don’t need you to remind me…that life is full of drama
11. First I lost my nana, my uncle then my father
12. Took me years to recover; took me that to discover
13. God who’s my Father, on my knees cried “Jehovah”
14. I’m not ashamed to say it, without Him I wouldn’ta made it
15. See You came and You saved me, Mau Mau - you changed me
16. I’m born again I’m a new man, Shingirayi’s what you call me, listen!

Chorus

Outro
I’m born again yeah! I’m born again yeah!
I’m born again yeah! I’m born again yeah!
I’m born again yeah! I’m born again yeah!

I’m born again uh - I’m born again!
I’m born again uh - I’m born again!
I’m born again yeah - I’m born again!
I’m born again uh - I’m born again!
I’m born again - I’m born again, yeahhhhhhhhh aahhh ahh!

credits

from Born Again, released December 15, 2015

tags

license

all rights reserved

about

Shingirayi Harare, Zimbabwe

Shingirayi (formerly known as Mau Mau) is a Zimbabwean artist who is a follower of Jesus Christ, a hip-hop musician, filmmaker and entrepreneur.

contact / help

Contact Shingirayi

Streaming and
Download help